Acts 10:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Petro akashamisa muromo wake, akati: Ɀirokwaɀo, ndinoʋona kuti Mŋari haazi mutsauri waʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Petro akatanga kutaura achiti, “Zvino ndava kuziva kuti zvirokwazvo Mwari haazi mutsauri wavanhu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akatanga kutaura achiti, “Chokwadi ndiri kuona kuti Mwari haana rusaruro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Petirosi akashamisa muromo wake akati, “Zvirokwazvo, ndinoona kuti Mwari haazi mutsauri wavanhu;
Shona 2009?
Ipapo Peturo akashamisa muromo wake, akati: Zvirokwazvo, ndinovona kuti Mwari haazi mutsauri wavanhu;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Petirosi akashamisa muromo wake akati, “Zvirokwazvo, ndinoona kuti Mwari haazi mutsauri wavanhu,