Acts 10:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi parudzi rupi norupi, munhu, unomutya, aciita ɀakarurama, unogamucirwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi anogamuchira vanhu vanobva kundudzi dzose, ivo vanomutya uye vanoita zvakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumarudzi ose, ani naani anomutya uye anoita zvakarurama anogamuchirika kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi parudzi rupi norupi, munhu, anomutya, achiita zvakarurama, anogamuchirwa naye.
Shona 2009?
asi parudzi rupi norupi, munhu, unomutya, achiita zvakarurama, unogamuchirwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
asi parudzi rupi norupi, munhu, anomutya, achiita zvakarurama, anogamuchirwa naye.