Acts 10:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi munoziʋa shoko iro rakaparidzwa paJudea rose, rakataŋga paGarirea, shure kwokubapatidza kwakaparidzwa naJohane;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munoziva zvakaitika muJudhea yose, kutanga kuGarirea shure kworubhabhatidzo rwakaparidzwa naJohani,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiroro shoko rakaparidzwa muJudhea yose kubvira kuGarirea mushure meruombeko rwaiparidzwa naJohani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi munoziva shoko iro rakaparidzwa paJudhea rose, rakatanga paGariria, shure kwokubhabhatidza kwakaparidzwa naJohani;
Shona 2009?
imwi munoziva shoko iro rakaparidzwa paJudhiya rose, rakatanga paGariri, shure kokubhabhatidzwa kwakaparidzwa naJohwani;
Shona SUB 2002 Bible
Imi munoziva shoko iro rakaparidzwa paJudhiya rose, rakatanga paGareriya, shure kwokubhabhatidza kwakaparidzwa naJohani;