Acts 10:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiye wakamutswa naMŋari nezuʋa retatu, akamupa simba kuti aʋonekwe pacena;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa nezuva retatu akaita kuti aonekwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akamumutsa pazuva retatu akamuratidza
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndiye akamutswa naMwari nezuva retatu, akamupa simba kuti aonekwe pachena;
Shona 2009?
Ndiye wakamutswa naMwari nezuva retatu, akamupa simba kuti avonekwe pachena;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndiye akamutswa naMwari nezuva retatu, akamupa simba kuti aonekwe pachena;