Acts 10:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ʋakaʋanzwa ʋacitaura ne dzimŋe ndimi, ʋacirumbidza Mŋari. Ipapo Petro akapindura, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vakavanzwa vachitaura nendimi vachirumbidza Mwari. Ipapo Petro akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vakanzwa vachitaura nendimi uye vachirumbidza Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vakavanzwa vachitaura nedzimwe ndimi, vachirumbidza Mwari. Ipapo Petirosi akapindura, akati,
Shona 2009?
nokuti vakavanzwa vachitaura nedzimwe ndimi, vachirumbidza Mwari. Ipapo Peturo akapindura akati:
Shona SUB 2002 Bible
nokuti vakavanzwa vachitaura nedzimwe ndimi, vachirumbidza Mwari. Ipapo Petirosi akapindura, akati,