Acts 10:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaraira kuti ʋabapatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo ʋakakumbira kwaari, kuti ambogara mamŋe mazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira Petro kuti ambogara navo kwamazuva mashoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva ati ngavaombekwe muzita raJesu Kristu. Vakazomukumbira kuti ambogara navo kwamazuva akati kuti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira kwaari, kuti ambogara mamwe mazuva.
Shona 2009?
Zvino akaraira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira kwaari, kuti ambogara mamwe mazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira kwaari, kuti ambogara mamwe mazuva.