Acts 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unogara nomumŋe unonzi Simoni, musuki wamatebge, imba yake iri paguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ari kugara naSimoni musuki wamatehwe, ane imba iri pedyo negungwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Agere pamba paSimoni wamatehwe ane imba iri munyasi megungwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anogara nomumwe anonzi Simoni, musuki wamatehwe, imba yake iri pagungwa.”
Shona 2009?
Unogara nomumwe unonzi Simoni, musuki wamatebwe, imba yake iri pagungwa iye uchakuvudza zvaunofanira kuita.
Shona SUB 2002 Bible
Anogara nomumwe anonzi Simoni, musuki wamatehwe, imba yake iri pagungwa.”