Acts 11:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀoɀi ɀakaitwa katatu, ɀose ɀikakwidzwa ɀe kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvakaitika katatu, uye ipapo jira nezvose zvikadzoserwazve kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvakaitika katatu. Zvose zvikabva zvasimudzwa zvichiendeswa kudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Izvozvo zvakaitwa katatu, zvose zvikakwidzwazve kudenga.
Shona 2009?
Izvozvi zvakaitwa katatu, zvose zvikakwidzwa zve kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
“Izvozvo zvakaitwa katatu, zvose zvikakwidzwazve kudenga.