Acts 11:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akatiʋudza ʋo kuti wakaʋona mutumŋa amire mumba make, aciti: Tumira Jopa, uɗane Simoni, unonzi Petro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatirondedzera maonero aakanga aita mutumwa mumba make, uyo akati, ‘Tuma vanhu kuJopa kuna Simoni anonzi Petro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatirondedzera kuona kwaakaita mutumwa amire mumba make achiti, ‘Tuma vanhu kuJopa vauye naSimoni anonzi Pita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akatiudzawo kuti akaona mutumwa amire mumba make, achiti, ‘Tumira Jopa, udane Simoni, anonzi Petirosi;
Shona 2009?
Iye akativudzavo kuti wakavona mutumwa amire mumba make, achiti: Tumira Jopa, udane Simoni, unonzi Peturo;
Shona SUB 2002 Bible
Iye akatiudzawo kuti akaona mutumwa amire mumba make, achiti, ‘Tumira Jopa, udane Simoni, anonzi Petirosi;