Acts 11:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndikaraŋgarira shoko raShe, rokuti: Johane wakabapatidza nemvura, asi imi mucabapatidzwa muMŋeya Mutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakarangarira zvakanga zvarehwa naShe achiti, ‘Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa noMweya Mutsvene.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakayeuka shoko raTenzi paakati, ‘Johani aiombeka nemvura asi imi muchaombekwa naMweya Mutsvene.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndikarangarira shoko raIshe, rokuti, ‘Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa naMweya Mutsvene.’
Shona 2009?
Ini ndikarangarira shoko raShe, rokuti: Johwani wakabhabhatidza nemvura, asi imwi muchabhabhatidzwa noMweya Mutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndikarangarira shoko raIshe, rokuti, ‘Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa naMweya Mutsvene.’