Acts 11:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ruʋoko rwaShe rukaʋa naʋo, ʋazhinji ʋakatenda, ʋakatendeʋukira kunaShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ruoko rwaShe rwakanga rwuri pamusoro pavo, uye vanhu vazhinji vakatenda vakatendeukira kuna She.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruoko rune simba rwaTenzi rwakanga rwuinavo uye vanhu vazhinji vakadavira vakatendeukira kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ruoko rwaIshe rukava navo, vazhinji vakatenda, vakatendeukira kuna Ishe.
Shona 2009?
Ruvoko rwaShe rukava navo, vazhinji vakatenda, vakatendevukira kunaShe.
Shona SUB 2002 Bible
Ruoko rwaIshe rukava navo, vazhinji vakatenda, vakatendeukira kuna Ishe.