Acts 11:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mashoko aʋo akanzwika nekereke paJerusarema, ʋakatuma Barnabasi kuti aende Antiokia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukurumbira wazvo wakasvika munzeve dzekereke yapaJerusarema, ndokubva vatuma Bhanabhasi kuAndioki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu izvi zvakasvika munzeve dzesangano raiva muJerusaremu vakatumira Bhanabhasi kuAndiyoku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mashoko avo akanzwika nekereke muJerusaremu, vakatuma Bhanabhasi kuti aende Andioki.
Shona 2009?
Mashoko avo akanzwika nekereke paJerusarema, vakatuma Bharnabhasi kuti aende Antiokia.
Shona SUB 2002 Bible
Mashoko avo akanzwika nechechi muJerusaremu, vakatuma Bhanabhasi kuti aende Andiyoku.