Acts 11:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti waiʋa murume wakanaka, azere noMŋeya Mutȿene nokutenda; ʋazhinji‐zhinji ʋakawedzerwa kunaShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akanga ari munhu akanaka, azere noMweya Mutsvene nokutenda, uye vanhu vazhinji vakauya kuna She.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhanabhasi uyu aiva munhu akanaka azere naMweya nechitendero. Chikwata chikuru chakawedzerwa kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti waiva murume akanaka, azere naMweya Mutsvene nokutenda; vazhinji-zhinji vakawedzerwa kuna Ishe.
Shona 2009?
nokuti waiva murume wakanaka, uzere noMweya Mutsvene nokutenda; vazhinji-zhinji vakawedzerwa kunaShe.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti waiva murume akanaka, azere naMweya Mutsvene nokutenda; vazhinji zhinji vakawedzerwa kuna Ishe.