Acts 11:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe waʋo wainzi Agabo, akasimuka, ndoku ʋa ziʋisa noMŋeya kuti nzara huru icaʋa’po panyika yose; iyo ikaȿika paŋguʋa yaKraudio.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavo, ainzi Agabhusi, akasimuka akaprofita noMweya Mutsvene kuti nzara huru yaizopararira munyika yose yavaRoma. (Izvi zvakaitika munguva yokutonga kwaKiraudhio).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe wavo anonzi Agabhusi akasimuka akafanotaura aina Mweya kuti kuchava nenzara huru pasi pose. Izvi zvakaitikawo pamazuva aKiraudhiosi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe wavo ainzi Agabho, akasimuka, ndokuvazivisa naMweya kuti nzara huru ichavapo panyika yose; iyo ikasvika panguva yaKiraudhiyo.
Shona 2009?
Mumwe wavo wainzi Agabho, akasimuka, ndokuvazivisa noMweya kuti nzara huru ichavapo panyika yose; iyo ikasvika panguva yaKiraudhio.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe wavo ainzi Agabho, akasimuka, ndokuvazivisa naMweya kuti nzara huru ichavapo panyika yose; iyo ikasvika panguva yaKiraudhiyo.