Acts 11:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Wakapinda iwe kuʋarume ʋasina‐kudziŋgiswa, ukadya naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vachiti, “Iwe wakapinda mumba yavanhu vasina kudzingiswa ukandodya navo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachiti, “Makaenderei kuvanhu vasina kudzingiswa muchidya navo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Wakapinda iwe kuvarume vasina kudzingiswa, ukadya navo.”
Shona 2009?
vachiti: Wakapinda iwe kuvarume vasina kudzingiswa, ukadya navo.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Wakapinda iwe kuvarume vasina kudzingiswa, ukadya navo.”