Acts 11:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Petro akataŋga kuʋarondedzera ɀose, ɀiciteʋedzana, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akatanga kurondedzera zvinhu zvose kwavari zvichitevedzana sokuitika kwazvakanga zvaita achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akatanga kutsanangura achinyatsovarondedzera zvakaitika, achiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Petirosi akatanga kuvarondedzera zvose, zvichitevedzana, achiti,
Shona 2009?
Zvino Peturo akatanga kuvarondedzera zvose, zvichitevedzana, achiti:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Petirosi akatanga kuvarondedzera zvose, zvichitevedzana, achiti,