Acts 11:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndakati ndacitarisisa, nokucerekedza, ndikaʋona mhuka dzenyika dzinamakumbo manna neɀikara, neɀinokambaira, neshiri dzeɗeŋga,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatarira mukati macho ndikaona mhuka dzenyika dzina makumbo mana, zvikara zvesango, nezvinokambaira uye neshiri dzedenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakanyatsoritarisisa ndakaona mhuka nezvikara zvinodya nyama nezvinozvova napasi neshiri dzedenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndakati ndachitarisisa, nokucherekedza, ndikaona mhuka dzenyika dzina makumbo mana nezvikara, nezvinokambaira, neshiri dzedenga,
Shona 2009?
ndakati ndachitarisisa, nokucherekedza, ndikavona mhuka dzenyika dzinamakumbo mana nezvikara, nezvinokambaira, neshiri dzedenga,
Shona SUB 2002 Bible
ndakati ndachitarisisa, nokucherechedza, ndikaona mhuka dzenyika dzina makumbo mana nezvikara, nezvinokambaira, neshiri dzedenga,