Acts 11:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikanzwa ʋo inzwi riciti kwandiri: Simuka Petro, ɓaya, udye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakanzwa inzwi richiti kwandiri, ‘Simuka, Petro. Baya udye.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakanzwa izwi richiti kwandiri, ‘Pita simuka uuraye udye.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikanzwawo izwi richiti kwandiri, ‘Simuka Petirosi, baya, udye.’
Shona 2009?
ndikanzwavo inzwi richiti kwandiri: Simuka Peturo, baya, udye.
Shona SUB 2002 Bible
ndikanzwawo izwi richiti kwandiri, ‘Simuka Petirosi, baya, udye.’