Acts 11:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ini ndikati: Kwete Ishe, nokuti mumuromo maŋgu hamuna‐kumbopinda cinhu cisakanaka, cinetȿina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ini ndakapindura ndikati, ‘Zvirokwazvo kwete, Ishe! Hakuna chinhu chisina kunaka kana chine tsvina chakatombopinda mumuromo mangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndakati, ‘Kwete, Tenzi, handisati ndambodya, zvisingakodzeri kana zvakan'ora.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ini ndikati, ‘Kwete Ishe, nokuti mumuromo mangu hamuna kumbopinda chinhu chisakanaka, chine tsvina.’
Shona 2009?
Asi ini ndikati: Kwete Ishe, nokuti mumuromo mangu hamuna kumbopinda chinhu chisakanaka, chinetsvina.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ini ndikati, ‘Kwete Ishe, nokuti mumuromo mangu hamuna kumbopinda chinhu chisakanaka, chine tsvina.’