Acts 11:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi inzwi rakapindura rwecipiri, ricibva kuɗeŋga, riciti: Ico cakanatswa naMŋari, iwe usati, hacina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Inzwi rakataurazve kechipiri richibva kudenga richiti, ‘Usati chinhu chipi zvacho chakanatswa naMwari hachina kunaka.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi izwi rakapindura kechipiri richibva kudenga richiti, ‘Zvinenge zvachenurwa naMwari usazviti zvakan'ora.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi izwi rakapindura rwechipiri, richibva kudenga, richiti, ‘Icho chakanatswa naMwari, iwe usati, hachina kunaka.’
Shona 2009?
Asi inzwi rakapindura rwechipiri, richibva kudenga, richiti: Icho chakanatswa naMwari, iwe usati, hachinakunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi izwi rakapindura rwechipiri, richibva kudenga, richiti, ‘Icho chakanatswa naMwari, iwe usati, hachina kunaka.’