Acts 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa ineŋge iyeyo mambo Herode akatambanudza maʋoko ake kuti atambudze ʋamŋe ʋekereke;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yakanga iri nguva inenge imwe cheteyo Mambo Herodhi paakasunga vamwe vaiva nhengo dzekereke, achida kuvatambudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nenguva inenge iyeyo mambo Herodhi akatambanudza maoko ake kuti atambudze vamwe vekereke;
Shona 2009?
Zvino nenguva inenge iyeyo mambo Herodhe akatambanudza mavoko ake kuti atambudze vamwe vekereke;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nenguva inenge iyeyo mambo Herodhi akatambanudza maoko ake kuti atambudze vamwe vechechi;