Acts 12:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati agogodza pagonhi resuʋo, musikana wainzi Rode akaʋuya kuzoterera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akagogodza pamukova wokunze, musikana ainzi Rodha akauya kuzodaira kugogodza uku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakagogodza pagonhi resuo guru, musikana ainzi Rodha akauya kuzonzwa kuti ndiani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati agogodza pagonhi resuo, musikana ainzi Rhoda akauya kuzoteerera.
Shona 2009?
Zvino wakati agogodza pagonhi resuvo, musikana wainzi Rodha akavuya kuzoteerera.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati agogodza pagonhi resuwo, musikana ainzi Rodha akauya kuzoteerera.