Acts 12:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakati kwaedza, ɓope guru rikaʋa’po pakati paʋarwi, ʋaciti Petro wanzinwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani acho, kwakava nebope guru pakati pavarwi vachida kuziva kuti chii chakanga chaitika kuna Petro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakwakaedza rakave besanwa pakati pamasoja kuti chii chakanga chaitika kuna Pita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakati kwaedza, bope guru rikavapo pakati pavarwi, vachiti, “Petirosi aitwa sei.”
Shona 2009?
Zvino kwakati kwaedza, bope guru rikavapo pakati pavarwi, vachiti Peturo waitiwa sei?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakati kwaedza, bope guru rikavapo pakati pavarwi, vachiti, “Petirosi aitwa sei.”