Acts 12:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo nezuʋa rakaŋga ratarwa, Herode akafuka ŋguʋo dzoʋumambo, akagara pacigaro cake coʋushe, akataura kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rakanga ratarwa, Herodhi akapfeka nguo dzake dzoushe, akagara pachigaro chake choushe akataura kuvanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rakanga rasarudzwa, Herodhi akapfeka hanzu dzake dzoumambo ndokugara pachigaro chake choumambo akataura kwavari zvinoyevedza, vanhu vakadaidzira vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo nezuva rakanga ratarwa, Herodhi akafuka nguo dzoumambo, akagara pachigaro chake choushe, akataura kwavari.
Shona 2009?
Ipapo nezuva rakanga ratarwa, Herodhe akafuka nguvo dzovumambo, akagara pachigaro chake chovushe, akataura kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo nezuva rakanga ratarwa, Herodhi akafuka nguo dzoumambo, akagara pachigaro chake choushe, akataura kwavari.