Acts 12:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo mutumŋa waShe ukamuroʋa, nokuti wakaŋga asinakukudza Mŋari; akadyiwa nehonye, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo, nokuti Herodhi haana kurumbidza Mwari, mutumwa waShe akamurova, iye akadyiwa nehonye uye akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo mutumwa waTenzi akamurova nokuti haana kupa mbiri yacho kuna Mwari. Akadyiwa nehonye akafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo mutumwa waIshe akamurova, nokuti akanga asina kukudza Mwari; akadyiwa nehonye, akafa.
Shona 2009?
Pakarepo mutumwa waShe ukamurova, nokuti wakanga asina kukudza Mwari; akadyiwa nehonye, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo mutumwa waIshe akamurova, nokuti akanga asina kukudza Mwari; akadyiwa nehonye, akafa.