Acts 12:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi shoko raMŋari rakakura, rikawanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi shoko raMwari rakaramba richikura uye richipararira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Shoko raMwari rakaramba richikura richiwanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi shoko raMwari rakakura, rikawanda.
Shona 2009?
Asi shoko raMwari rakakura rikawanda.
Shona SUB 2002 Bible
Asi shoko raMwari rakakura, rikawanda.