Acts 12:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati amuɓata, akamusuŋga mutoroŋgo, akamuisa kumapoka manna, rimŋe nerimŋe rinaʋarwi ʋanna, kuti ʋamurinde, aciti amuise pamberi paʋanhu, kana paseka yapfuʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokumusunga, akamuisa mutorongo, akaita kuti arindwe namapoka mana avarwi, boka rimwe nerimwe rina varwi vana. Herodhi akanga achida kumumisa padare rokutongwa shure kwePasika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakamubata akamuisa mujeri akamuisa mumaoko ezvikwata zvina zvamasoja kuti zvimuchengetedze achida kuzomuisa kuvanhu mushure mePasika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati amubata, akamusunga akamuisa mutorongo, kumapoka mana, rimwe nerimwe rina varwi vana, kuti vamurinde, achiti amuise pamberi pavanhu, kana Pasika yapfuura.
Shona 2009?
Zvino wakati amubata, akamusunga mutirongo, akamuisa kumapoka mana, rimwe nerimwe rinavarwi vana, kuti vamurinde, achiti amuise pamberi pavanhu, kana paseka yapfuvura.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati amubata, akamusunga akamuisa mutorongo, kumapoka mana, rimwe nerimwe rina varwi vana, kuti vamurinde, achiti amuise pamberi pavanhu, kana Pasika yapfuura.