Acts 13:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muɓati wakati aciʋona ɀaitika, akatenda, akashamiswa nedzidziso yaShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mubati akati aona zvakanga zvaitika akatenda nokuti akashamiswa nedzidziso yezvaShe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gavhuna uya akatenda paakaona zvakanga zvaitika nokuti akashamiswa nechidzidziso chaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mubati akati achiona zvaitika, akatenda, akashamiswa nedzidziso yaIshe.
Shona 2009?
Zvino mubati wakati achivona zvaitika, akatenda, akashamiswa nedzidziso yaShe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mubati akati achiona zvaitika, akatenda, akashamiswa nedzidziso yaIshe.