Acts 13:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaparadza marudzi manomŋe munyika yeKanani, akaʋagoʋera nyika yaʋo nemijenya, iʋe nhaka yaʋo makore aneŋge mazana manna namakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akakunda ndudzi nomwe muKenani akapa nyika yavo kuvanhu vake kuti ive nhaka yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakaparadza marudzi manomwe munyika yeKanani akavapa nyika yavo kuti ive nhaka yavo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaparadza marudzi manomwe munyika yeKanani, akavagovera nyika yavo nemijenya, ive nhaka yavo makore anenge mazana mana namakumi mashanu.
Shona 2009?
akaparadza marudzi manomwe munyika yeKanani, akavagovera nyika yavo nemijenya, ive nhaka yavo makore anenge mazana mana namakumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
akaparadza marudzi manomwe munyika yeKenani, akavagovera nyika yavo nemijenya, ive nhaka yavo makore anenge mazana mana namakumi mashanu.