Acts 13:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo aka ʋa pa ʋatoŋgi kuȿikira kumuprofita Samueri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvakatora makore anenge mazana mana namakumi mashanu. Shure kwaizvozvi, Mwari akavapa vatongi kusvikira panguva yaSamueri muprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwamakore mazana mana anamakumi mashanu. Mushure maizvozvo akavapa vatongi kusvika pana muporofita Samueri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo akavapa vatongi kusvikira kumuporofita Samueri.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo akavapa vatongi kusvikira kumuporofita Samueri.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo akavapa vatongi kusvikira kumuporofita Samueri.