Acts 13:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pashure ʋakakumbira mambo; Mŋari akaʋapa Sauro, mŋanakomana waKisi murume worudzi rwaBenjamini, makore makumi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo vanhu vakakumbira mambo, akavapa Sauro mwanakomana waKishi, worudzi rwaBhenjamini, uyo akatonga kwamakore makumi mana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazokumbira kuti vave namambo Mwari akavapa Sauro mwana waKishi murume wedzinza raBhenjamini kwamakore makumi mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pashure vakakumbira mambo; Mwari akavapa Sauro, mwanakomana waKisi murume worudzi rwaBhenjamini, makore makumi mana.
Shona 2009?
Pashure vakakumbira mambo; Mwari akavapa Sauro, mwanakaomana waKisi, murume worudzi rwaBenjamini, makore makumi mana.
Shona SUB 2002 Bible
Pashure vakakumbira mambo; Mwari akavapa Sauro, mwanakomana waKisi murume worudzi rwaBhenjamini, makore makumi mana.