Acts 13:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ʋasina‐kuwana mhoȿa yorufu kwaari, ʋakakumbira kunaPirato kuti aʋurawe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange vasina kuwana hwaro chaihwo hwokuti atongerwe rufu, vakakumbira Pirato kuti amuuraye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange pakanga pasina mhosva yokumupa yaikodzera rufu asi vakakumbira Pirato kuti auraiwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunyange vasina kuwana mhosva yorufu kwaari, vakakumbira kuna Pirato kuti aurawe.
Shona 2009?
Kunyange vasina kuwana mhosva yorufu kwaari, vakakumbira kunaPirato kuti avurawe.
Shona SUB 2002 Bible
“Kunyangwe vasina kuwana mhosva yorufu kwaari, vakakumbira kuna Pirato kuti auraiwe.