Acts 13:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakaɀinyima ɀokudya, ʋakanyeŋgetera, ʋakaisa maʋoko pamsoro paʋo, ndokuʋaendisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakati vapedza kutsanya nokunyengetera, vakaisa maoko avo pamusoro pavo vakavatuma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mokutsanya nokunamata vakaisa maoko avo pavari vakavaendesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakazvinyima zvokudya, vakanyengetera, vakaisa maoko pamusoro pavo, ndokuvaendesa.
Shona 2009?
Ipapo vakatsanya, vakanyengetera, vakaisa mavoko pamusoro pavo, ndokuvaendisa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakazvinyima zvokudya, vakanyengetera, vakaisa maoko pamusoro pavo, ndokuvaendesa.