Acts 13:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Mŋari wakamumutsa kuʋakafa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari akamumutsa kuvakafa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mwari akamumutsa kuvafi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Mwari wakamumutsa kuvakafa;
Shona 2009?
Asi Mwari wakamumutsa kuvakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Mwari wakamumutsa kuvakafa;