Acts 13:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaʋonekwa mazuʋa mazhinji naʋakaŋga ʋakwira naye Jerusarema, ʋacibva Garirea, aʋo ʋari ɀapupu ɀake ɀino kuʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akaonekwa mazuva mazhinji naavo vakafamba naye kubva kuGarirea kusvikira kuJerusarema. Ndivo zvapupu zvake zvino kuvanhu vokwedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwamazuva mazhinji akazviratidza kuna vakakwira naye kubva Garirea vachienda kuJerusaremu zvino vava zvapupu zvake kuvanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaonekwa mazuva mazhinji navakanga vakwira naye Jerusaremu, vachibva Gariria, avo vari zvapupu zvake zvino kuvanhu.
Shona 2009?
Akavonekwa mazuva mazhinji navakanga vakwira naye Jerusarema, vachibva Gariri, avo vari zvapupu zvake zvino kuvanhu.
Shona SUB 2002 Bible
akaonekwa mazuva mazhinji navakanga vakwira naye Jerusaremu, vachibva Gareriya, avo vari zvapupu zvake zvino kuvanhu.