Acts 13:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi uyu, wakamutswa naMŋari haanakuʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi uyo akamutswa naMwari haana kuona kuora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye akamutswa naMwari, haana kuora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi uyu, akamutswa naMwari haana kuora.
Shona 2009?
Asi uyu, wakamutswa naMwari haana kuvora.
Shona SUB 2002 Bible
Asi uyu, akamutswa naMwari haana kuora.