Acts 13:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, imi ʋaɀidzi, mushamiswe, muparare; Nokuti ndinoɓate‐ɓasa pamazuʋa enyu, Ƃasa ramucaramba kutoŋgotenda, kana muciɀiʋudzwa nomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Tarirai imi vaseki, mushamiswe uye muparare, nokuti ndiri kuzoita chimwe chinhu pamazuva enyu chamusingazombotendi, kunyange dai mumwe munhu akakuudzai.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Chinzwai imi vanyombi dzungairai muparare nokuti ndichaita chimwe chinhu mumazuva enyu chinhu chamusingabvumi kudavira kana munhu akutaurirai.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Tarirai, imi vazvidzi, mushamiswe, muparare; Nokuti ndinobata basa pamazuva enyu, basa ramucharamba kutongotenda, kana muchizviudzwa nomunhu.’ ”
Shona 2009?
Tarirai, imwi vazvidzi, mushamiswe, muparare; Nokuti ndinobata basa pamazuva enyu, Basa ramucharamba kutongotenda, kana muchizvivudzwa nomunhu.
Shona SUB 2002 Bible
‘Tarirai, imi vazvidzi, mushamiswe, muparare; Nokuti ndinobata basa pamazuva enyu, basa ramucharamba kutongotenda, kana muchizviudzwa nomunhu.’ ”