Acts 13:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaciɓuɗa musinagoge, ʋakakumbira ɀikuru kuti ʋaparidzirwe ɀe mashoko iwayo nesaɓata rinoteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pauro naBhanabhasi vava kubuda musinagoge, vanhu vakavakoka kuti vazotaurazve pamusoro pezvinhu izvi paSabata raizotevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vava kubuda vanhu vakakumbira kuti vazovataurirazve zvinhu izvi paSabata raitevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachibuda musinagoge, vakakumbira zvikuru kuti vaparidzirwezve mashoko iwayo neSabata rinotevera.
Shona 2009?
Zvino vakati vachibuda musinagoge, vakakumbira zvikuru kuti vaparidzirwezve mashoko iwayo nesabata rinotevera.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachibuda musinagoge, vakakumbira zvikuru kuti vaparidzirwezve mashoko iwayo neSabata rinotevera.