Acts 13:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋahedeni ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakafara, ʋakakudza shoko raShe; naʋose ʋakaŋga ʋatarirwa ʋupenyu bgusiŋgaperi ʋakatenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaHedheni vakati vanzwa izvozvo, vakafara uye vakakudza shoko raShe; uye vose vakanga vakatarirwa upenyu husingaperi vakatenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vechirudzi pavakazvinzwa, vakafara vakarumbidza Shoko raMwari, vose zvavo vakanga vakasarudzirwa upenyu usingaperi vakatenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vahedheni vakati vachinzwa izvozvo, vakafara, vakakudza shoko raIshe; navose vakanga vatarirwa upenyu husingaperi vakatenda.
Shona 2009?
Zvino vahedheni vakati vachinzwa izvozvo, vakafara, vakakudza shoko raShe; navose vakanga vatarirwa vupenyu bwusingaperi vakatenda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vahedheni vakati vachinzwa izvozvo, vakafara, vakakudza shoko raIshe; navose vakanga vatarirwa upenyu husingaperi vakatenda.