Acts 13:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Waigara pamuɓati wenyika, wainzi Sergio Pauro, munhu wakacenjera. Iye ndokuɗana Barnabasi naSauro, acitȿaka kunzwa shoko raMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akanga ari muchengeti womubati wenyika, ainzi Segio Paurosi. Mubati akanga ari murume akachenjera, akadana Bhanabhasi naSauro nokuti aida kunzwa shoko raMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiva naSejiusi Pauro gavhuna, munhu aiva nouchenjeri akadaidza Bhanabhasi naSauro achida kunzwa Shoko raMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aigara pamubati wenyika, ainzi Segio Pauro, munhu akachenjera. Iye ndokudana Bhanabhasi naSauro, achitsvaka kunzwa shoko raMwari.
Shona 2009?
Waigara pamubati wenyika, wainzi Sejiyo Pauro, munhu wakachenjera. Iye ndokudana Bharnabhasi naSauro, achitsvaka kunzwa shoko raMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Aigara pamubati wenyika, ainzi Segio Pauro, munhu akachenjera. Iye ndokudana Bhanabhasi naSauro, achitsvaka kunzwa shoko raMwari.