Acts 13:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ŋaŋga iyo Erimasi (nokuti ndiro zita rake, kana ricishandurwa), akaʋadziʋisa, acitȿaka kutsausa muɓati pakutenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Erimasi n'anga (nokuti ndizvo zvaireva zita rake) akavapikisa akaedza kutsausa mubati uyu pakutenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Erimasi munhu wamashiripiti uya, (izvozvi ndizvo zvinoreva zita rake) akavadzivisa achida kuti gavhuna asagamuchire chitendero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi n'anga iyo Erimasi (nokuti ndiro zita rake, kana richishandurwa), akavadzivisa, achitsvaka kutsausa mubati pakutenda.
Shona 2009?
Asi n'anga iyo Erimasi (nokuti ndiro zita rake, kana richishandurwa), akavadzivisa, achitsvaka kutsausa mubati pakutenda.
Shona SUB 2002 Bible
Asi n'anga iyo Erimasi (nokuti ndiro zita rake, kana richishandurwa), akavadzivisa, achitsvaka kutsausa mubati pakutenda.