Acts 14:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo muprista waJupiteri waiʋa netembere yake pamberi peguta, akaʋuya pamasuʋo nenzombe namaruʋa okushoŋga, aciɗa kuʋaɓayira, anaʋanhu ʋazhinji naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista waZeusi aiva netemberi yake yakanga iri kunze kweguta, akauya nehando namaruva kumasuo eguta nokuti iye navanhu vazhinji vaida kupa zvibayiro kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi waZeusi aiva neTemberi pamberi peguta, akauya namadhonza uye anamaruva kumisuo mikuru achida kupira chibayiro pamwechete navanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mupristi waJupiteri aiva netemberi yake pamberi peguta, akauya pamusuo nenzombe namaruva okushonga, achida kuvabayira, anavanhu vazhinji naye.
Shona 2009?
Ipapo muprista waJupiteri waiva netembere yake pamberi peguta, akavuya pamasuvo nenzombe namaruva okushonga, achida kuvabayira, anavanhu vazhinji naye.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mupristi waJupiteri aiva netemberi yake pamberi peguta, akauya pamusuwo nenzombe namaruva okushonga, achida kuvabayira, ana vanhu vazhinji naye.