Acts 14:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋaJuda ʋakabva Antiokia neIkonio, ʋakaȿika, ʋakamutsa mŋoyo yaʋanhu ʋazhinji, ʋakataka Pauro namabge, ʋakamukweʋera kunze kweguta ʋaciti wafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vamwe vaJudha vaibva kuAndioki nokuIkoniamu vakauya vakasvikopindura mwoyo yavanhu vazhinji ava. Vakataka Pauro ndokumuzvuzvurudzira kunze kweguta, vachifunga kuti afa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kwakava navaJudha vakabva kuAndiyoku nokuIkoniumu vakafurira vanhu vakataka Pauro namabwe vakamuzvuvira kunze kweguta vachifunga kuti afa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vaJudha vakabva Andioki neIkonio, vakasvika, vakamutsa mwoyo yavanhu, vakataka Pauro namabwe, vakamukwevera kunze kweguta vachiti wafa.
Shona 2009?
Ipapo vaJudha vakabva Antiokia neIkonio, vakasvika, vakamutsa moyo yavanhu vazhinji, vakataka Pauro namabwe, vakamukwevera kunze kweguta vachiti wafa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vaJudha vakabva Andiyoku neIkoniumu, vakasvika, vakamutsa mwoyo yavanhu, vakataka Pauro namabwe, vakamukwevera kunze kweguta vachiti wafa.