Acts 14:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋahedeni, naʋaJuda, naʋaɓati ʋaʋo ʋakati ʋaciʋaʋarira kuʋaitira ɀakaipa nokuʋataka namabge;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaHedheni navaJudha, pamwe chete navatungamiri vavo vakanga vakarangana kuvaitira zvakaipa nokuvataka namabwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vechirudzi navaJudha navatongi vavo pavakanga vachironga kuvatambudza uye kuvataka namabwe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vahedheni, navaJudha, navabati vavo vakati vachivavarira kuvaitira zvakaipa nokuvataka namabwe;
Shona 2009?
Zvino vahedheni, navaJudha, navabati vavo vakati vachivavarira kuvaitira zvakaipa nokuvataka namabwe;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vahedheni, navaJudha, navabati vavo vakati vachivavarira kuvaitira zvakaipa nokuvataka namabwe;