Acts 15:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋamŋe ʋakaɓuruka Judea, ʋakadzidzisa hama, ʋaciti: Kana musiŋgadziŋgiswi netsika yaMosesi, hamuŋgaponeswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe varume vakauya vachibva kuJudhea vakaenda kuAndioki, uye vakanga vachidzidzisa hama vachiti: “Kunze kwokunge madzingiswa, maererano netsika yakadzidziswa naMozisi, hamungaponeswi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakauya vamwe varume vachibva kuJudhea vachidzidzisa vehama kuti, “Kana musina kudzingiswa zvinoenderana noMutemo waMosesi, hamugoni kuponeswa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vamwe vakaburuka Judhea, vakadzidzisa hama, vachiti, “Kana musingadzingiswi netsika yaMosesi, hamungaponeswi.”
Shona 2009?
Zvino vamwe vakaburuka Judhiya, vakadzidzisa hama, vachiti: Kana musingadzingiswi netsika yaMozisi, hamungaponeswi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vamwe vakaburuka Judhiya, vakadzidzisa hama, vachiti, “Kana musingadzingiswi netsika yaMosesi, hamungaponeswi.”