Acts 15:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋanyarara, Jakobo akapindura, akati: Ʋarume, hama, nditererei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vapedza, Jakobho akapindura achiti. “Hama dzangu, nditeererei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakapedza kutaura, Jemusi akapindura achiti, “Varume hama, nditeererei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vanyarara, Jakobho akapindura, akati, “Varume, hama, nditeererei.
Shona 2009?
Zvino vakati vanyarara, Jakobho akapindura, akati: Varume, hama, nditeererei.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vanyarara, Jakobho akapindura akati, “Varume, hama, nditeererei.