Acts 15:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti ʋakasara kuʋanhu ʋatȿake Ishe, Naʋahedeni ʋose ʋakaɗanwa nezita raŋgu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vakasara vavanhu vatsvake Ishe, uye navaHedheni vose vanodanwa nezita rangu, ndizvo zvinotaura Ishe, anoita zvinhu izvi,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti vamwe vanhu vose vatsvake Tenzi nevechirudzi vose vanodaidzwa nezita rangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti vakasara kuvanhu vatsvake Ishe, Navahedheni vose vakadanwa nezita rangu,
Shona 2009?
Ndizvo zvinotaura Ishe, Navahedheni vose vakadamwa nezita rangu,
Shona SUB 2002 Bible
Kuti vakasara kuvanhu vatsvake Ishe, Navahedheni vose vakadanwa nezita rangu,