Acts 15:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀinotaura Ishe, unoziʋisa iɀoɀi ɀose kubva pakutaŋga kwenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvakangova zvazivikanwa kubva kare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zviri kutaura Tenzi akazivisa zvinhu izvi kubvira pasi chigare.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvinotaura Ishe, unozivisa izvozvi zvose kubva pakutanga kwenyika.’
Shona 2009?
Mabasa ake ose kubva pakuvamba kwenyika anozikamwa kunaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvinotaura Ishe, unozivisa izvozvi zvose kubva pakutanga kwenyika.’