Acts 15:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mosesi kubva pamarudzi ekare, waiʋa naʋanomuparidza paguta rimŋe nerimŋe, acirabga mumasinagoge saɓata rimŋe nerimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kubva kare Mozisi akanga achiparidzwa muguta rimwe nerimwe uye anoverengwa musinagoge paSabata rimwe nerimwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti kubvira pazvizvarwa zvokutanga mutemo waMosesi wakaparidzwa muguta roga roga uye unoverengwa mumasinagogu pamaSabata ose ose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mosesi kubva pamarudzi ekare, aiva navanomuparidza paguta rimwe nerimwe, achirawa mumasinagoge Sabata rimwe nerimwe.”
Shona 2009?
Nokuti Mozisi kubva pamarudzi ekare, waiva navanomuparidza paguta rimwe nerimwe, achirabwa mumasinagoge sabata rimwe nerimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mosesi kubva pamarudzi ekare, aiva navanomuparidza paguta rimwe nerimwe, achiverengwa mumasinagoge Sabata rimwe nerimwe.”