Acts 15:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
takati nomŋoyo mumŋe ɀakanaka kuti tisanaŋgure ʋarume, tiʋatumire kwamuri, pamŋe cete naBarnabasi naPauro, ʋaɗikanwa ʋeɗu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka tose takatenderana kuti tisarudze varume pakati pedu tigovatuma kwamuri pamwe chete neshamwari dzedu dzinodikanwa ivo Bhanabhasi naPauro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isu takaungana kudai, uye tawirirana, tazviona zvakanaka, kuti tisarudze varume, tivatume kwamuri pamwechete naBhanabhasi naPauro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
takati nomwoyo mumwe zvakanaka kuti titsanangure varume, tivatumire kwamuri, pamwechete naBhanabhasi naPauro, vadikanwi vedu;
Shona 2009?
takati nomwoyo mumwe zvakanaka kuti tisanangure varume, tivatumire kwamuri, pamwe chete naBharnabhasi naPauro, vadikamwa vedu;
Shona SUB 2002 Bible
takati nomwoyo mumwe zvakanaka kuti titsanangure varume, tivatumire kwamuri, pamwechete naBhanabhasi naPauro, vadikanwi vedu;